Kushandisa Pfuma Yenjere yeMeta uye Marezinesi

Mashoko akawanda nezveMutemo

CHINJA ROGU
Zvikonzero Zvemutemo
Meta inopa zvinhu zvinobatsira zvakati wandei kuti zvishandiswe pakugadzira, kudzivirira, uye kushandiswa nemazvo kwepfuma yayo yenjere. Mutemo uno unobatsira kuti pave nechokwadi chekuti pfuma yenjere yeMeta haishandiswi zvisiri pamutemo, pasina mvumo yedu yakaita zvekunyorwa, kana kuti nenzira isingaenderani ne Muzinda Wezvishandiswa zveMeta.
Usatumira zviiswa zvino:
  • Kushandiswa kwebhurandi:
    • Zvinoshandisa makopiraiti kana matiredhimaki eMeta pasina mvumo yakanyorwa yeMeta kana nenzira inorambidzwa neMeta Brand Resource Center.
    • Zvinomiririra chero emabhurandi eMeta nenzira inoita kuti ive ficha yakasarudzika kana yakakurumbira yekugadzira.
    • Kugadziridza zvinhu zvebhurandi reMeta nechero nzira, zvakaita sekuchinja dhizaini kana ruvara, kana kuzvishandisa munatsiridzo dzakakosha kana mifananidzo inofamba.
  • Kutsigira bhurandi:
    • Zvinoreva, pasina mvumo yeMeta yakanyorwa, rutsigiro kana kushandidzana kwechero mhando nechero mabhurandi eMeta.
    • Zvinoreva, pasina mvumo yakanyorwa yeMeta, kurumbidza kana rutsigiro nechero bhurandi reMeta (zvakadai seFacebook, Instagram kana WhatsApp), tekinoroji kana purogiramu.
  • Zvinoratidza interface yemushandisi yechero zvigadzirwa nenzira:
    • Chiratidzo chisiri icho chekuratidzika, maficha, kana kushanda kwazvino kwezvigadzirwa.
    • Inogadziridza interface yemushandisi nechero nzira, yakafanana nekuisa natsiridzo dzakakosha, interference kana mifananidzo inofamba.
    • Inoshandisa zvinhu zveinterface yemushandisi zvakasiyana kana zvakazvimiririra
    • Isingaratidze interface yemushandisi mumamiriro emuchina wakakosha wakafanana nefoni kana kombiyuta kana dhesikitopu.
  • Inoshandisa mimhanzi kana zvimwe zviiswa nenzira inotyora mutemo wezvibvumirano zvemarezinesi emimhanzi zveMeta.
  • Inowokera paindaneti zviiswa zveFacebook Watch zveMeta uye/kana zvakapiwa rezinesi pasina mvumo yakanyorwa.
  • Inoshandisa kodzero yepfuma yenjere yeMeta pasina mvumo yakanyorwa yeMeta.
  • Inoshandisa mamaki anovhiringa akafanana nematiredhimaki eMeta.
Tinobvisa:
  • Maakaundi anodzokorora kutyora mutemo uyu, kusanganisira nekugadzira maakaundi matsva mushure mekubviswa.
Tinotendera zviiswa zvinoshandisa kodzero yepfuma yenjere yeMeta uye/kana zvakapiwa rezinesi neMeta nenzira:
  • Yakatenderwa zvakajeka neMeta mukunyora, uye/kana
  • Inoenderana nemirayiridzo iri mu Muzinda Wezvishandiswa zveMeta.
Zvasangana nevashandisi
Ona mienzaniso yezvinoitwa pakuitwa kuti mitemo itevedzwe kuvanhu vepaFacebook, zvakadai seizvi: zvazvakaita pakumhan'ara chinhu chaunofunga kuti hachifaniri kuva paFacebook, kuudzwa kuti watyora Mitemo yeNharaunda yedu uye kuona mashoko echenjedzo pane zvimwe zviiswa.
Ziva kuti: Tinogara tichivandudza, saka zvaunoona pano zvinogona kunge zvava zvekare zvishoma pane zvatinenge tava kushandisa.
ZVINOSANGANA NEMUSHANDISI
Kumhan'ara
ZVINOSANGANA NEMUSHANDISI
Kukurukura pashure pekumhan'ara
ZVINOSANGANA NEMUSHANDISI
Mashandiro ekubvisa
ZVINOSANGANA NEMUSHANDISI
Mashoko echenjedzo anobuda pasikirini
Kuita kuti itevedzerwe
Tine mitemo yakafanana pasi rese yemunhu wese ari paFacebook.
Zvikwata zvinoongorora
Chikwata chedu chepasi rese chevanhu vanopfuura 15 000 chinoshanda zuva nezuva kuti vanhu vari paFacebook vachengeteke.
Kunzwawo vamwe
Nyanzvi dziri kunze, vedzidzo, maNGO nevanogadzira mitemo, vanobatsira kuti Facebook ione zvaingaita pakugadzirisa Mitemo yeNharaunda.
Wana rubatsiro rwekushandisa pfuma yenjere uye marizinesi eMeta
Dzidza zvaungaita kana ukaona chimwe chinhu chinopesana neMitemo Yenharaunda yedu paFacebook.
Shanyira Nzvimbo Yerubatsiro yedu