Chengetedzo Dzekuwedzera Dzevana

Mashoko akawanda nezveMutemo

CHINJA ROGU
Tinotevedzera:
  • Zvikumbiro zvekubvisa akaundi yeasati abva zera.
  • Zvikumbiro zvehurumende zvekubvisa mifananidzo isinei nebonde yekushungurudzwa kwemwana.
  • Zvikumbiro zvemuchengeti wepamutemo wemwana zvekubvisa kudenhwa kunoitwa vasati vabva zera vanenge vaita mukurumbira asi kusina kuita zvekurongwa.
PaMitemo Yenharaunda inotevera, tinoda mamwe mashoko kana kuti mashoko akapoteredza kuti tikwanise kumisikidza:
Tinogona kubvisa zviiswa zvagadzirwa zviine chinangwa chekuita kuti asati abva zera azivikanwe kana pakava nenjodzi yekuchengeteka kwemwana kana tichinge takumbirwa nemushandisi, hurumende, vekuchengetedzwa kwemitemo kana nyanzvi dzekunze dzezvekuchengeteka kwevana.
Zvasangana nevashandisi
Ona mienzaniso yezvinoitwa pakuitwa kuti mitemo itevedzwe kuvanhu vepaFacebook, zvakadai seizvi: zvazvakaita pakumhan'ara chinhu chaunofunga kuti hachifaniri kuva paFacebook, kuudzwa kuti watyora Mitemo yeNharaunda yedu uye kuona mashoko echenjedzo pane zvimwe zviiswa.
Ziva kuti: Tinogara tichivandudza, saka zvaunoona pano zvinogona kunge zvava zvekare zvishoma pane zvatinenge tava kushandisa.
ZVINOSANGANA NEMUSHANDISI
Kumhan'ara
ZVINOSANGANA NEMUSHANDISI
Kukurukura pashure pekumhan'ara
ZVINOSANGANA NEMUSHANDISI
Mashandiro ekubvisa
ZVINOSANGANA NEMUSHANDISI
Mashoko echenjedzo anobuda pasikirini
Kuita kuti itevedzerwe
Tine mitemo yakafanana pasi rese yemunhu wese ari paFacebook.
Zvikwata zvinoongorora
Chikwata chedu chepasi rese chevanhu vanopfuura 15 000 chinoshanda zuva nezuva kuti vanhu vari paFacebook vachengeteke.
Kunzwawo vamwe
Nyanzvi dziri kunze, vedzidzo, maNGO nevanogadzira mitemo, vanobatsira kuti Facebook ione zvaingaita pakugadzirisa Mitemo yeNharaunda.
Wana rubatsiro nezvechengetedzo dzekuwedzera dzevana
Dzidza zvaungaita kana ukaona chimwe chinhu chinopesana neMitemo Yenharaunda yedu paFacebook.
Shanyira Nzvimbo Yerubatsiro yedu