KuMeta, takazvipira kupa vanhu mukana wekutaura uye kuita kuti vagare vakachengeteka.

Kubva muna 2016, takashandisa nzira inonzi "bvisa, deredza, zivisa" kumaneja zviiswa zviri mumatekinoroji eMeta.
Izvi zvinoreva kuti tinobvisa zviiswa zvinokuvadza zvinopesana nemitemo yedu, kuderedza kuparadzirwa kwezviiswa zvisina kunaka asi zvisingatyori mitemo yedu, uye kuudza vanhu mamwe mashoko kuitira kuti vasarudze zvavanobaya, kuverenga kana kugova.
Kubatsira pakuita izvi, tine mitemo inotsanangura zvinobvumirwa nezvisingabvumirwi pamatekinoroji edu. Zvikwata zvedu zvinoshanda pamwe chete kugadzira mitemo yedu uye kuita itevedzwe. Heano maitirwo azvinoitwa.

1

Tinoshanda pamwe chete nenyanzvi dzepasi rese dzetekinoroji, kuchengeteka kweruzhinji uye kodzero dzevanhu pakugadzira uye kugadziridza mitemo yedu.

2

Tinogadzira maficha ezvekuchengeteka, kuitira kuti vanhu vakwanise kumhan'ara zviiswa uye kubhuloka, kuviga kana kurega kutevera maakaundi.

3

Tinoita kuti mitemo yedu itevedzerwe nekushandisa tekinoroji uye kuongorora kwevanhu.
Tinoita kuti vanhu vagare vakachengeteka uye tinoita kuti vanhu vatipe mhosva kana tiinayo nekugovera mitemo yedu, zvatinoita kuti itevedzerwe uye maripoti edu ejekerere.
policy-image
Mitemo yedu
Mitemo yedu inotsanangura zvinobvumirwa nezvisingabvumirwi pamatekinoroji eMeta. Kana zviiswa zvichityora mitemo yedu, tinotora matanho pazviri.
enforcement-image
Zvakamisikidzwa kuti mitemo itevedzwe
Tinoshandisa tekinoroji uye matimu anoongorora kuona, kuongorora uye kutora matanho pamamiriyoni ezviiswa zuva nezuva paFacebook nepaInstagram.
transparency-reports-image
Maripoti edu ejekerere
Tinogara tichibudisa maripoti edu ejekerere kuratidza vanhu kuti tiri kuita sei pakuita kuti mitemo yedu itevedzerwe.
ranking-image
Nzira yedu yekutsanangura kuyera
Masisitimu eunyanzvi hwemakombiyuta hwekuita zvinhu (Utesve hweAI) anozivisa kuyerwa kwezviiswa pazvizhinji zvioitwa pazvigadzirwa zveMeta, zvakaita sekuona Zvichangoburwa paFacebook, kuona mareels paInstagram kana kubhurauza Musika weFacebook.
Vandudzo dzemunguva pfupi yapfuura